Varoma 3:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Vose vakatsauka,vose pamwe chete vakava vasina maturo;hapana kana mumwe anoita zvakanaka,kana mumwe zvake.”

13. “Huro dzavo makuva akashama;ndimi dzavo dzinotaura unyengeri.”“Uturu hwenyoka huri pamiromo yavo.”

14. “Miromo yavo izere nokutuka nokuvava.”

Varoma 3