Varoma 2:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwete, munhu anova muJudha kana ari muJudha mukati, uye kudzingiswa kudzingiswa kwomwoyo, noMweya, kwete kwezvakanyorwa. Kurumbidzwa kwomunhu akadaro hakubvi kuvanhu, asi kunobva kuna Mwari.

Varoma 2

Varoma 2:24-29