Varoma 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwazisaiwo kereke inosangana mumba mavo.Kwazisai Epenetasi mudikani wangu, ndiye akava chibereko changu chokutanga muna Kristu munyika yeEzhia.

Varoma 16

Varoma 16:1-14