Varoma 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe ndiwe aniko unopa muranda womumwe mhosva? Iye anomira kana kuti anowa pamberi patenzi wake. Uye achamira, nokuti Ishe anokwanisa kuita kuti amire.

Varoma 14

Varoma 14:2-8