Varoma 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu anodya zvose ngaarege kuzvidza asingadyi, uye munhu asingadyi zvose ngaarege kupa mhosva munhu anodya, nokuti Mwari akamugamuchira.

Varoma 14

Varoma 14:1-11