Varoma 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti iye muranda waMwari anofanira kuti akuitire zvakanaka. Asi kana ukaita zvakaipa, itya, nokuti iye haabati munondo pasina. Nokuti iye ndiye muranda waMwari, mutumwa wokutsamwa, anoranga vaiti vezvakaipa.

Varoma 13

Varoma 13:1-11