Varoma 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vatongi havatyisi vaya vanoita zvakanaka, asi vanotyisa vaya vanoita zvakaipa. Unoda kusunungurwa here kuti usatya ane simba rokutonga? Ipapo ita zvakanaka uye achakurumbidza.

Varoma 13

Varoma 13:1-13