Varoma 12:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Asi:“Kana muvengi wako ane nzara mupe zvokudya,kane ane nyota mupe chokunwa.Mukuita izvi, uchatutira mazimbe anopisa pamusoro wake.”

21. Usakundwa nezvakaipa, asi ukunde zvakaipa nezvakanaka.

Varoma 12