Varoma 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu wose anofanira kuzviisa pasi pavatungamiri venyika, nokuti hakuna simba risina kubva kuna Mwari. Vane simba rokutonga vakaiswapo naMwari.

Varoma 13

Varoma 13:1-6