Varoma 12:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Ropafadzai vanokutambudzai; ropafadzai musatuka.

15. Farai navanofara; chemai navanochema.

16. Garai zvakanaka mumwe nomumwe. Musazvikudza, asi muve nechido chokufambidzana navanhu vapasi pasi. Musazviita vakachenjera.

Varoma 12