Varoma 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana vakasarambirira pakusatenda, vachabatanidzwa, nokuti Mwari anogona kuvabatanidza zvakare.

Varoma 11

Varoma 11:20-30