Varoma 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo nyatsofunga pamusoro pounyoro nokukasharara kwaMwari; kukasharara kuna vakawa, asi unyoro kwauri, kana ukaramba uchifamba muunyoro hwake. Kana zvikasadaro newewo uchatemwa.

Varoma 11

Varoma 11:13-29