Varoma 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari haana kurasa vanhu vake, avo vaakaziva pakutanga. Hamuzivi here zvinorehwa noRugwaro pandima inotaura nezvaEria, kuti akakumbira sei kuna Mwari pamusoro peIsraeri achiti,

Varoma 11

Varoma 11:1-12