Varoma 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndinobvunza ndichiti, “Mwari akarasa vanhu vake here?” Kwete napaduku pose! Nokuti ini pachangu ndiri muIsraeri, chizvarwa chaAbhurahama, ndiri worudzi rwaBhenjamini.

Varoma 11

Varoma 11:1-2