Varoma 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

musazvikudza pamusoro pamatavi ayo. Kana muchizvikudza murangarire izvi: Hamuzimi makatakura mudzi, asi kuti mudzi ndiwo wakakutakurai.

Varoma 11

Varoma 11:12-20