Varoma 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mamwe matavi akavhuniwa, uye imi, kunyange muri muorivhi wokudondo, wakabatanidzwa pakati pamamwe, zvino mava nomugove pamwe chete nawo kubva pamudzi womuorivhi,

Varoma 11

Varoma 11:14-21