Varoma 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana kudarika kwavo kuchipfumisa nyika, uye kurasikirwa kwavo kuchireva pfuma kuvaHedheni, kuzara kwavo kuchauyisa pfuma yakakura zvakadii!

Varoma 11

Varoma 11:11-18