Varoma 10:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Hama, kuda kwomwoyo wangu nokunyengetera kwangu kuna Mwari pamusoro pavaIsraeri ndokwokuti vaponeswe.

2. Nokuti ndinovapupurira kuti vanoshingairira Mwari, asi kushingairira kwavo havakuiti nokuziva.

Varoma 10