Varoma 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubudikidza naye uye nokuda kwezita rake, takagamuchira nyasha noupostori, kuti tidane vanhu kubva pakati pavaHedheni vose kuti vave nokuteerera kunobva pakutenda.

Varoma 1

Varoma 1:1-6