Varoma 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akaratidzwa nesimba kubudikidza naMweya Mutsvene kuti ndiye Mwanakomana waMwari, nokumuka kwake kubva kuvakafa: Jesu Kristu Ishe wedu.

Varoma 1

Varoma 1:1-13