Varoma 1:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaizvozvo, Mwari akavaisa pakuchiva kwavo kunonyadzisa. Kunyange navakadzi vavo vakashandura zvavakasikirwa kuti vaite, vakaita zvavasina kusikirwa.

Varoma 1

Varoma 1:23-27