Varoma 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatsinhanisa zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata uye vakashumira zvisikwa panzvimbo yoMusiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni.

Varoma 1

Varoma 1:16-31