Vahebheru 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asina baba kana mai, asina madzitateguru, asina mavambo amazuva kana magumo oupenyu, soMwanakomana waMwari anoramba ari muprista nokusingaperi.

Vahebheru 7

Vahebheru 7:1-5