Vahebheru 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Abhurahama akamupa chegumi chezvinhu zvose. Kutanga zita rake rinoreva kuti, “mambo wokururama”; uyezve, “mambo weSaremu” zvinoreva kuti, “Mambo worugare.”

Vahebheru 7

Vahebheru 7:1-6