Vahebheru 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akaita izvi kuitira kuti, nezvinhu zviviri zvisingashanduki, zvokuti Mwari haagoni kureva nhema, isu vakatiza tikandobatisisa tariro yatakapiwa, tisimbiswe zvikuru.

Vahebheru 6

Vahebheru 6:15-20