Vahebheru 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Mwari aida kuti aratidze pachena kusashanduka kwechido chake kuvadyi venhaka yakapikirwa, akakusimbisa nemhiko.

Vahebheru 6

Vahebheru 6:11-20