Vahebheru 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo ngatisiyei dzidziso dzokutanga pamusoro paKristu uye tipfuurire mberi kuti tive vakuru, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka kubva pamabasa anotungamirira kurufu, uye nokutenda muna Mwari,

Vahebheru 6

Vahebheru 6:1-5