Vahebheru 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino isu tinotenda tinopinda muzororo iroro, sezvakareva Mwari achiti:“Naizvozvo ndakapika mhiko mukutsamwa kwangu, kuti,‘Havazopindi muzororo rangu.’ ”Uye kunyange zvakadaro basa rake akapedza kubva pakusikwa kwenyika.

Vahebheru 4

Vahebheru 4:1-13