Vahebheru 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti nesuwo takanzwa vhangeri richiparidzwa kwatiri, saivo; asi shoko ravakanzwa harina kuvabatsira, nokuti ivo vakarinzwa havana kuribatanidza nokutenda.

Vahebheru 4

Vahebheru 4:1-7