Vahebheru 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi tinoona Jesu, akaitwa muduku zvishoma kuvatumwa, zvino ashongedzwa korona yokubwinya nokukudzwa nokuti akatambudzika murufu, kuitira kuti nenyasha dzaMwari anzwe rufu nokuda kwavose.

Vahebheru 2

Vahebheru 2:1-18