Vahebheru 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuuyisa vanakomana vazhinji pakubwinya, zvakanga zvakafanira kuti Mwari iye akaitirwa zvinhu zvose uye akaita kuti zvinhu zvose zvivepo, aite muvambi woruponeso rwazvo rwakakwana nenzira yokutambudzika.

Vahebheru 2

Vahebheru 2:3-16