Vahebheru 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Teererai vatungamiri venyu, muzviise pasi pavo nokuti vanochengeta mweya yenyu, savanhu vachazobvunzwa pamusoro penyu. Vateererei kuitira kuti basa ravo rive mufaro, kwete mutoro, nokuti izvozvo hazvingakubatsirei chinhu.

Vahebheru 13

Vahebheru 13:13-24