Vahebheru 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye musakanganwa kuita zvakanaka nokugoverana navamwe, nokuti Mwari anofadzwa nezvibayiro zvakadai.

Vahebheru 13

Vahebheru 13:9-20