Vahebheru 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye makanganwa shoko rokukurudzira rinotaura kwamuri savanakomana richiti:“Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaShe,usaora mwoyo kana uchirangwa naye,

Vahebheru 12

Vahebheru 12:1-11