Vahebheru 12:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyo inzwi rake rakazungunusa nyika, asi zvino akativimbisa, achiti, “Ndichazungunusazve kamwe chete, kwete nyika chete, asi nedengawo.”

Vahebheru 12

Vahebheru 12:17-29