Vahebheru 12:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chenjerai kuti murege kuramba iye anotaura. Kana ivo vasina kupunyuka pavakaramba iye akavayambira panyika, ko, kuzoti isu kana tikatsauka kubva kwaari anotiyambira kubva kudenga?

Vahebheru 12

Vahebheru 12:15-29