Vahebheru 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda akandogara somutorwa munyika yechipikirwa, saanogara munyika yavamwe; akagara mumatende, sezvakaita Isaka naJakobho, vakanga vari vadyi venhaka yechipikirwa pamwe chete naye.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:4-13