Vahebheru 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Abhurahama, akati adanwa kuti aende kunzvimbo iyo yaaizogamuchira kuti ive nhaka yake, akateerera uye akaenda, kunyange zvazvo akanga asingazivi kwaaienda.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:1-18