Vagaratia 4:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Rugwaro runoti kudiniko? “Dzinga murandakadzi nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandakadzi haangatongogovani nhaka nomwanakomana womukadzi akasununguka.”

Vagaratia 4

Vagaratia 4:24-31