Vagaratia 4:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo mwanakomana akazvarwa nenzira yenyama akatambudza mwanakomana akaberekwa nesimba roMweya. Zvakadaro nanhasi.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:21-31