Vagaratia 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana wake womukadzi mutapwa akaberekwa nenzira yenyama; asi mwanakomana wake womukadzi akasununguka akaberekwa nokuda kwechipikirwa.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:21-31