Vagaratia 4:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kwakanyorwa kuti Abhurahama akanga ana vanakomana vaviri, mumwe nomukadzi woutapwa uye mumwe nomukadzi akasununguka.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:21-24