Vagaratia 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, chii chakaitika kumufaro wenyu wose uya? Ndinogona kupupura kuti dai makanga maita izvozvo, maidai makatumbura meso enyu makaapa kwandiri.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:5-24