Vagaratia 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvazvo kurwara kwangu kwaiva muedzo kwamuri, hamuna kundisema kana kundimhura. Asi, makandigamuchira sokunge ndaiva mutumwa waMwari, sokunge ndakanga ndiri Jesu Kristu chaiye.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:13-21