Vagaratia 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Rugwaro runotaura kuti nyika yose yakapfigirwa nechivi, kuitira kuti chiya chakavimbiswa, chiri chakapiwa kubudikidza nokutenda kuna Jesu Kristu, chipiwe kuna avo vanotenda.

Vagaratia 3

Vagaratia 3:12-29