Vagaratia 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, murayiro unopikisana nechipikirwa chaMwari here? Kwete napaduku! Nokuti kana murayiro wakapiwa wakanga uchigona kupa upenyu, ipapo zvirokwazvo kururama kwaizouyawo nomurayiro.

Vagaratia 3

Vagaratia 3:14-27