Vagaratia 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, chinangwa chomurayiro chakanga chiri cheiko? Wakawedzerwa nokuda kwokudarika kusvikira Mwana akanga achirehwa nechivimbiso asvika. Murayiro wakashanda kubudikidza navatumwa uye nomurevereri.

Vagaratia 3

Vagaratia 3:17-27