Vagaratia 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kana nhaka ichiwanikwa nokuda kwomurayiro, naizvozvo haichawanikwi nokuda kwechipikirwa; asi Mwari nenyasha dzake akaipa kuna Abhurahama kubudikidza nechipikirwa.

Vagaratia 3

Vagaratia 3:13-26