Vagaratia 1:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. akazvipa nokuda kwezvivi zvedu kuti atisunungure kubva munyika yakaipa yazvino, maererano nokuda kwaMwari Baba vedu,

5. ngaave nokubwinya nokusingaperi. Ameni.

6. Ndinoshamiswa kuti munokurumidza kusiya uyo akakudanai nenyasha dzaKristu uye muchitsaukira kune rimwe vhangeri,

Vagaratia 1