Vagaratia 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoshamiswa kuti munokurumidza kusiya uyo akakudanai nenyasha dzaKristu uye muchitsaukira kune rimwe vhangeri,

Vagaratia 1

Vagaratia 1:1-13